Mai Judah veduwe zvakaoma

Zvakaoma hama dzangu mai Judah vanoti vakapihwa tea nechingwa Chine mushonga, vakatadza kuzvidya because vakaudzwa kuti mune mushonga  , Zvose izvi vazviudza Stunt Master flex nhasi mangwanani 

Vanhu vaida kuvapedzisa zvavakaita Judah vanenge vakamuroya nayewo ,iii Zvakaoma veduwe zvinhu zvacho. Vanoda kuvaurayira imba here irikuda kuvakwa iyi.

Comments

Post a Comment

Popular posts from this blog

Chipo na Greatman