Posts

Chipo na Greatman

 Vanhu vakawanda vemuZimbabwe vapopota zvikuru, after Greatman ataura kuti,  ko Chipo Muchegwa anosesera ne paano enda ku Toilet since asina maoko. Vanhu ava vakatanga vachiita ma Jokes vese few days ago ,kudzamara zvasvika ipapo,  Chaita kuti nyaya iyi tiifambise inyaya yekuti taona ma comments anoratidza disappointment kwavari, hanzi mamwe ma Jokes Tangai mafunga musati mamaita munokonzera kuti vanhu vazvisingirire  Some people vaitora personal nyaya iyi ,Some Vati hazvina kana basa izvo kuzvifarira havo. Ko iwe unotii nazvo ??? . News by Zim Trends  Follow us on YouTube,  Zim Trends channel 🇿🇼🇿🇼

Mai Judah veduwe zvakaoma

Zvakaoma hama dzangu mai Judah vanoti vakapihwa tea nechingwa Chine mushonga, vakatadza kuzvidya because vakaudzwa kuti mune mushonga  , Zvose izvi vazviudza Stunt Master flex nhasi mangwanani  Vanhu vaida kuvapedzisa zvavakaita Judah vanenge vakamuroya nayewo ,iii Zvakaoma veduwe zvinhu zvacho. Vanoda kuvaurayira imba here irikuda kuvakwa iyi.