Posts

Showing posts from July, 2026

Chipo na Greatman

 Vanhu vakawanda vemuZimbabwe vapopota zvikuru, after Greatman ataura kuti,  ko Chipo Muchegwa anosesera ne paano enda ku Toilet since asina maoko. Vanhu ava vakatanga vachiita ma Jokes vese few days ago ,kudzamara zvasvika ipapo,  Chaita kuti nyaya iyi tiifambise inyaya yekuti taona ma comments anoratidza disappointment kwavari, hanzi mamwe ma Jokes Tangai mafunga musati mamaita munokonzera kuti vanhu vazvisingirire  Some people vaitora personal nyaya iyi ,Some Vati hazvina kana basa izvo kuzvifarira havo. Ko iwe unotii nazvo ??? . News by Zim Trends  Follow us on YouTube,  Zim Trends channel 🇿🇼🇿🇼